Mapisarema 8:5 - Shona BIBLE5 Nokuti makamuita muduku zvishoma kuna Mwari, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti makamuita muɗuku ɀishoma kunaMŋari, Makamushoŋgedza korona yokubginya nokukudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti makamuita muduku zvishoma kuna Mwari, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 asi imi makatoita kuti munhu asiye paduku duku kuti ave saMwari. Muchimupa chiremba chembiri norukudzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 asi imi makatoita kuti munhu asiye paduku duku kuti ave saMwari. Muchimupa chiremba chembiri norukudzo. Viz kapitola |