Mapisarema 7:2 - Shona BIBLE2 Kuti arege kubvambura mweya wangu seshumba, Aubvamburanye, ndichishaiwa anondirwira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kuti arege kubvambura mŋeya waŋgu seshumba, Aubvamburanye, ndicishaiwa unondirwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Kuti arege kubvambura mweya wangu seshumba, Aubvamburanye, ndichishaiwa anondirwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 vangadaro vakandibvambura-bvambura seshumba vakandizvuzvurudza pasina anondinunura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 vangadaro vakandibvambura-bvambura seshumba vakandizvuzvurudza pasina anondinunura. Viz kapitola |