Mapisarema 7:10 - Shona BIBLE10 Nhoo yangu iri kuna Mwari, Iye anoponesa vane mwoyo yakarurama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nhoʋo yaŋgu iri kunaMŋari, Iye unoponesa ʋanemŋoyo yakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nhoo yangu iri kuna Mwari, Iye anoponesa vane mwoyo yakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwari ndiye nhoo yangu anonunura vano mwoyo yakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mwari ndiye nhoo yangu anonunura vano mwoyo yakarurama. Viz kapitola |