Mapisarema 4:2 - Shona BIBLE2 Nhai vanakomana vavanhu, kukudzwa kwangu kuchashandurwa kunyadziswa kusvikira rinhiko? Muchada zvisina maturo, nokutsvaka nhema kusvikira rinhi? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nhai ʋanakomana ʋaʋanhu, kukudzwa kwaŋgu kucashandurwa kunyadziswa kuȿikira riniko? Mucaɗa ɀisinamaturo, nokutȿaka nhema kuȿikira rini? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Nhai vanakomana vavanhu, kukudzwa kwangu kuchashandurwa kunyadziswa kusvikira riniko? Muchada zvisina maturo, nokutsvaka nhema kusvikira rini? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde Viz kapitola |