Mapisarema 3:7 - Shona BIBLE7 Simukai, Jehovha; ndirwirei, Mwari wangu; Nokuti makarova vavengi vangu vose pashaya dzavo; Makavhuna meno avakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Simukai, Jehova; ndirwirei, Mŋari waŋgu; Nokuti makaroʋa ʋaʋeŋgi ʋaŋgu ʋose pashaya dzaʋo; Makavuna meno aʋakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Simukai, Jehovha; ndirwirei, Mwari wangu; Nokuti makarova vavengi vangu vose pashaya dzavo; Makavhuna meno avakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Simukai TENZI, ndinunureiwo Mwari wangu nokuti imi, munorova mhandu dzangu dzose padama. Vakaipa munovagura meno. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Simukai TENZI, ndinunureiwo Mwari wangu nokuti imi, munorova mhandu dzangu dzose padama. Vakaipa munovagura meno. Viz kapitola |