Mapisarema 3:1 - Shona BIBLE1 Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vawanda sei! Vazhinji vanondimukira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Haiwa Jehova, ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋawanda sei! Ʋazhinji ʋanondimukira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vawanda sei! Vazhinji vanondimukira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nhai TENZI, kuwanda here ikoko kwakaita mhandu dzangu! Vazhinji vavakundimukira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nhai TENZI, kuwanda here ikoko kwakaita mhandu dzangu! Vazhinji vavakundimukira. Viz kapitola |