Mapisarema 11:2 - Shona BIBLE2 Nokuti, tarira, vakaipa vanowembura uta, Vanogadzira museve wavo parukungiso, Kuti vafure ano mwoyo wakarurama parima. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti, tarira, ʋakaipa ʋanowembura ʋuta, Ʋanogadzira museʋe waʋo parukuŋgiso, Kuti ʋafure unomŋoyo wakarurama parima. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti, tarira, vakaipa vanowembura uta, Vanogadzira museve wavo parukungiso, Kuti vafure anomwoyo wakarurama parima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 nokuti tarisai muone kuti vakaipa vatotatamura uta hwavo; vatoisa museve wavo patambo kuti vapfure vakarurama murima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 nokuti tarisai muone kuti vakaipa vatotatamura uta hwavo; vatoisa museve wavo patambo kuti vapfure vakarurama murima. Viz kapitola |