Mapisarema 10:4 - Shona BIBLE4 Nokuzvikudza kwechiso chake, wakaipa anoti, “Haangabvunzi.” Ndangariro dzake dzose dzinoti, “Hakuna Mwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuɀikudza kweciso cake, wakaipa unoti: Haaŋgabvunzi. Ndaŋgariro dzake dzose dzinoti: HakunaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuzvikudza kwechiso chake, wakaipa anoti, “Haangabvunzi.” Ndangariro dzake dzose dzinoti, “Hakuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu wakaipa, nokuzvikudza kwake, muna zvose zvaanofunga haana basa naTENZI, anoti, “Hakuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Munhu wakaipa, nokuzvikudza kwake, muna zvose zvaanofunga haana basa naTENZI, anoti, “Hakuna Mwari.” Viz kapitola |