Mapisarema 10:18 - Shona BIBLE18 Kuti mutongere nherera neanotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba achivhundusa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kuti mutoŋgere nherera nounotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba acivundusa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Kuti mutongere nherera neanotambudzwa, Kuti munhu wapanyika arege kuramba achivhundusa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 kuti muitire nherera navatamburi ruenzaniso kuitira kuti munhu akabva zvake kuvhu arege kutyisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 kuti muitire nherera navatamburi ruenzaniso kuitira kuti munhu akabva zvake kuvhu arege kutyisa. Viz kapitola |