Mabasa 9:3 - Shona BIBLE3 Zvino akati ari parwendo, oswedera pedyo neDhamasikosi, kamwe–kamwe chiedza chakabva kudenga chikamupenyera pamativi ose, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino wakati ari parwendo, osweɗera pedyo neDamasko, kamŋe‐kamŋe ciedza cakabva kuɗeŋga cikamupenyera pamatiʋi ose, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino akati ari parwendo, oswedera pedyo neDhamasiko, kamwe-kamwe chiedza chakabva kudenga chikamupenyera pamativi ose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvino zvaaifamba; avakusvika kuDhamasikusi chiedza chakabva kudenga chikayerekana chamupenyera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvino zvaaifamba; avakusvika kuDhamasikusi chiedza chakabva kudenga chikayerekana chamupenyera. Viz kapitola |