Mabasa 9:11 - Shona BIBLE11 Ishe akati kwaari, “Simuka, uende munzira yomuguta inonzi Yakarurama, ubvunze mumba maJudhasi, munhu anonzi Sauro weTasasi; nokuti tarira, anonyengetera; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ishe akati kwaari: Simuka, uende munzira yomuguta inonzi Yakarurama, ubvunze mumba maJudasi, munhu unonzi Sauro weTarso; nokuti tarira, unonyeŋgetera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ishe akati kwaari, “Simuka, uende munzira yomuguta inonzi Yakarurama, ubvunze mumba maJudhasi, munhu anonzi Sauro weTaso; nokuti tarira, anonyengetera; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Tenzi akati kwaari, “Simuka uende kumugwagwa unonzi Sitireti ubvunze pamba paJudhasi mumwe murume wokuTasusi anonzi Sauro. Izvozvi ari kutonamata Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Tenzi akati kwaari, “Simuka uende kumugwagwa unonzi Sitireti ubvunze pamba paJudhasi mumwe murume wokuTasusi anonzi Sauro. Izvozvi ari kutonamata Viz kapitola |