Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 8:31 - Shona BIBLE

31 Iye akati, “Ndingagona seiko, kana mumwe asingandidudziri?” Akakumbira zvikuru kuna Firipi kuti akwire, agare naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Iye akati: Ndiŋgagona seiko, kana mumŋe asiŋgandiɗudziri? Akakumbira ɀikuru kunaFiripo kuti akwire, agare naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Iye akati, “Ndingagona seiko, kana mumwe asingandidudziri?” Akakumbira zvikuru kuna Firipi kuti akwire, agare naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Iye akati, “Ndingagonzwisisa sei kusatoti mumwe anditsanangurira.” Akakumbirisa Firipi kuti akwire agare naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Iye akati, “Ndingagonzwisisa sei kusatoti mumwe anditsanangurira.” Akakumbirisa Firipi kuti akwire agare naye.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 8:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy