Mabasa 8:1 - Shona BIBLE1 Sauro akanga achitenda kuurayiwa kwake. Zvino nenguva iyo Chechi yapaJerusaremu yakatambudzwa zvikuru, vakaparadzirwa vose kunyika yeJudhiya neSamaria, vakasara vapostori bedzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Sauro wakaŋga acitenda kuʋurawa kwake. Ɀino neŋguʋa iyo kereke yapaJerusarema yakatambudzwa ɀikuru, ʋakaparadzirwa ʋose kunyika yeJudea neSamaria, ʋakasara ʋaapostora ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Sauro akanga achitenda kuurawa kwake. Zvino nenguva iyo kereke yapaJerusaremu yakatambudzwa zvikuru, vakaparadzirwa vose kunyika yeJudhea neSamaria, vakasara vapostori bedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Sauro akabvumirana nezvokuuraiwa kwake. Musi iwoyo kutambudzwa kukuru kwesangano kwakamuka muJerusaremu. Vose, kusiya vapositori chete, vakapararira nenyika yeJudhea neSamaria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Sauro akabvumirana nezvokuuraiwa kwake. Musi iwoyo kutambudzwa kukuru kwesangano kwakamuka muJerusaremu. Vose, kusiya vapositori chete, vakapararira nenyika yeJudhea neSamaria. Viz kapitola |