Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:31 - Shona BIBLE

31 Mosesi akati achizviona, akashamiswa nezvaakaona; zvino akati achiswedera kuzocherechedza, izwi raIshe rikanzwika, richiti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Mosesi akati aciɀiʋona, akashamiswa neɀaakaʋona; ɀino akati acisweɗera kuzocerekedza, inzwi raShe rikanzwika, riciti:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Mosesi akati achizviona, akashamiswa nezvaakaona; zvino akati achiswedera kuzocherekedza, izwi raIshe rikanzwika, richiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Mosesi paakazviona akashamiswa nezvaakaona. Paakaswedera pedyo kuti anyatsoona, izwi raTenzi rakanzwika richiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Mosesi paakazviona akashamiswa nezvaakaona. Paakaswedera pedyo kuti anyatsoona, izwi raTenzi rakanzwika richiti,

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy