Mabasa 7:23 - Shona BIBLE23 “Zvino akati asvika makore ana makumi mana, mwoyo wake ukada kushanyira hama dzake, vana VaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino wakati aȿika makore anamakumi manna, mŋoyo wake ukaɗa kushanyira hama dzake, ʋana ʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 “Zvino akati asvika makore ana makumi mana, mwoyo wake ukada kushanyira hama dzake, vana vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Paakanga ava namakore makumi mana, akaita pfungwa yokushanyira hama dzake vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Paakanga ava namakore makumi mana, akaita pfungwa yokushanyira hama dzake vaIsiraeri. Viz kapitola |