Mabasa 7:16 - Shona BIBLE16 vakaiswa Ishekemu vakavigwa pahwiro hwakanaka hwakatengwa naAbhurahamu nomutengo wesirivha kuvanakomana vaEmori paIshekemu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 ʋakaiswa Shekemi, ʋakaʋigwa pabgiro bgakaŋga bgateŋgwa naAbrahama nomuteŋgo wesirveri kuʋanakomana ʋaEmori paShekemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 vakaiswa Ishekemu vakavigwa pabwiro hwakanaka hwakatengwa naAbhurahamu nomutengo wesirivha kuvanakomana vaEmori paIshekemu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jakobho akatakurwa achiendeswa kuShikemu akaradzikwa muguva rakanga ratengwa nechitsama chemari kuvana vaHamori kuShikemu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Jakobho akatakurwa achiendeswa kuShikemu akaradzikwa muguva rakanga ratengwa nechitsama chemari kuvana vaHamori kuShikemu. Viz kapitola |