Mabasa 6:6 - Shona BIBLE6 Vakavaisa pamberi pavapostori; vakanyengetera, vakaisa maoko pamusoro pavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakaʋaisa pamberi paʋaapostora; ʋakanyeŋgetera, ʋakaisa maʋoko pamsoro paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vakavaisa pamberi pavapostori; vakanyengetera, vakaisa maoko pamusoro pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakavaunza panavapositori. Ivo vakanamata vakaisa maoko avo pavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vakavaunza panavapositori. Ivo vakanamata vakaisa maoko avo pavari. Viz kapitola |