Mabasa 6:11 - Shona BIBLE11 Ipapo vakamutsa varume, vaiti, “Takamunzwa achitaura mashoko anomhura Mosesi naMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo ʋakamutsa ʋarume, ʋaiti: Takamunzwa acitaura mashoko anomhura Mosesi naMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo vakamutsa varume, vaiti, “Takamunzwa achitaura mashoko anomhura Mosesi naMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakasoka vamwe varume kuti vati, “Takamunzwa achitaura manzwi okushonha Mosesi naMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakasoka vamwe varume kuti vati, “Takamunzwa achitaura manzwi okushonha Mosesi naMwari.” Viz kapitola |