Mabasa 5:4 - Shona BIBLE4 Iwo uchiripo, wakanga usi wako here? Watengeswa, wakanga usina simba nazvo here? Waita seiko, zvawafunga chinhu ichi mumwoyo mako? Hauna kureva nhema kuvanhu, asi kuna Mwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Iwo uciri’po, wakaŋga usi wako here? Wateŋgeswa, wakaŋga usinesimba naɀo here? Waita seiko, ɀawafuŋga cinhu ici mumŋoyo mako? Hauna‐kureʋa nhema kuʋanhu, asi kunaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Iwo uchiripo, wakanga usi wako here? Watengeswa, wakanga usina simba nazvo here? Waita seiko, zvawafunga chinhu ichi mumwoyo mako? Hauna kureva nhema kuvanhu, asi kuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pawakanga usati watengeswa wakanga usiri wako here uye pawakanga watengeswa mari yacho yakanga isiri mumaoko ako here? Ko zvaita seiko kuti ufunge kuita izvi mumwoyo mako? Hauna kurevera munhu nhema asi Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pawakanga usati watengeswa wakanga usiri wako here uye pawakanga watengeswa mari yacho yakanga isiri mumaoko ako here? Ko zvaita seiko kuti ufunge kuita izvi mumwoyo mako? Hauna kurevera munhu nhema asi Mwari.” Viz kapitola |