Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 5:36 - Shona BIBLE

36 Nokuti kare kwakambomuka Tudhasi, achiti, ndiri munhu mukuru, vanhu vanenge mazana mana vakamutevera; iye akaurayiwa, navose vaimuteerera vakaparadzirwa, nokuparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Nokuti kare kwakambomuka Tudasi, aciti, ndiri munhu mukuru, ʋanhu ʋaneŋge mazana manna ʋakamuteʋera; iye akaʋurawa, naʋose ʋaimuterera ʋakaparadzirwa, nokuparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Nokuti kare kwakambomuka Tudhasi, achiti, ndiri munhu mukuru, vanhu vanenge mazana mana vakamutevera; iye akaurawa, navose vaimuteerera vakaparadzirwa, nokuparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Tisati tasvika pane zvanhasi izvi, kwakamuka Tudhasi achizviti ndini pano; chitsama chavarume vanosvika mazana mana chakamutevera asi akauraiwa. Vose vaimutevera vakabva vapararira zvikava chinhu pasina.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Tisati tasvika pane zvanhasi izvi, kwakamuka Tudhasi achizviti ndini pano; chitsama chavarume vanosvika mazana mana chakamutevera asi akauraiwa. Vose vaimutevera vakabva vapararira zvikava chinhu pasina.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 5:36

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy