Mabasa 5:3 - Shona BIBLE3 Asi Petirosi akati, “Ananiasi, Satani wazadzireiko mwoyo wako, kuti ureve nhema kuMweya Mutsvene, nokuzvikamurira zvimwe pamutengo womunda? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi Petro akati: Ananiasi, Satani wazadzireiko mŋoyo wako, kuti ureʋe nhema kuMŋeya Mutȿene, nokuɀikamurira ɀimŋe pamuteŋgo womunda? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Asi Petirosi akati, “Ananiasi, Satani wazadzireiko mwoyo wako, kuti ureve nhema kuMweya Mutsvene, nokuzvikamurira zvimwe pamutengo womunda? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi Pita akati, “Nhai Ananiya wapindwa sei naSatani kudai kuti ureve nhema kuna Mweya Mutsvene uchizvichengetera chimwe chikamu chomutengo womunda? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi Pita akati, “Nhai Ananiya wapindwa sei naSatani kudai kuti ureve nhema kuna Mweya Mutsvene uchizvichengetera chimwe chikamu chomutengo womunda? Viz kapitola |