Mabasa 5:16 - Shona BIBLE16 Navazhinji vamaguta akapoteredza Jerusaremu vakaungana, vachiuya navarwere, navaitambudzika nemweya yetsvina, vakaporeswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Naʋazhinji ʋamaguta akapoteredza Jerusarema ʋakaʋuŋgana, ʋaciʋuya naʋarwere, naʋaitambudzika nemŋeya yetȿina, ʋakaporeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Navazhinji vamaguta akapoteredza Jerusaremu vakaungana, vachiuya navarwere, navaitambudzika nemweya yetsvina, vakaporeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vanhu vakaunganawo vachibva mumaguta akapoteredza Jerusaremu vachiuya navarwere vakanga vachitambudzwa nemweya yakaipa. Vose vakaporeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vanhu vakaunganawo vachibva mumaguta akapoteredza Jerusaremu vachiuya navarwere vakanga vachitambudzwa nemweya yakaipa. Vose vakaporeswa. Viz kapitola |