Mabasa 5:15 - Shona BIBLE15 Nokudaro vakatakurira varwere munzira dzomumusha, vakavaradzika pamibhedha napanhoo, kuti kana Petirosi achiswederapo, kunyangwe nomumvuri wake bedzi udzikatire mumwe wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuɗaro ʋakatakurira ʋarwere munzira dzomumusha, ʋakaʋaradzika pamibeda napanhoʋo, kuti kana Petro acisweɗera’po, kunyaŋge nomumvuri wake ɓedzi udzikatire mumŋe waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokudaro vakatakurira varwere munzira dzomumusha, vakavaradzika pamibhedha napanhoo, kuti kana Petirosi achiswederapo, kunyange nomumvuri wake bedzi udzikatire mumwe wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 zvokuti vamwe vaitotakura varwere vachivaisa mumigwagwa vachivaradzika pamibhedha napahukwe kuti Pita paainge opfuura nepo kana mumvuri wake chaiwo ungopfuura napana vamwe vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 zvokuti vamwe vaitotakura varwere vachivaisa mumigwagwa vachivaradzika pamibhedha napahukwe kuti Pita paainge opfuura nepo kana mumvuri wake chaiwo ungopfuura napana vamwe vavo. Viz kapitola |