Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 5:13 - Shona BIBLE

13 Asi pakati pavamwe kwakanga kusina munhu akatsunga kuzviisa kwavari; asi vanhu vaivakudza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi pakati paʋamŋe kwakaŋga kusinomunhu wakatsuŋga kuɀiisa kwaʋari; asi ʋanhu ʋaiʋakudza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi pakati pavamwe kwakanga kusina munhu akatsunga kuzviisa kwavari; asi vanhu vaivakudza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Vamwe vanhu vose vaitya kubatana navo asi vanhu vaivaremekedza zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Vamwe vanhu vose vaitya kubatana navo asi vanhu vaivaremekedza zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 5:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy