Mabasa 4:7 - Shona BIBLE7 vakavaisa pakati pavo, vakavabvunzisisa, vachiti, “Makazviita izvozvi nesimba rei, kana nezita ripiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ʋakaʋaisa pakati paʋo, ʋakaʋabvunzisisa, ʋaciti: Makaɀiita iɀoɀi nesimba rei, kana nezita ripiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 vakavaisa pakati pavo, vakavabvunzisisa, vachiti, “Makazviita izvozvi nesimba rei, kana nezita ripiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pavakavaisa pakati vakavabvunza kuti makaita izvi nesimba raani uye nezita raani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pavakavaisa pakati vakavabvunza kuti makaita izvi nesimba raani uye nezita raani. Viz kapitola |