Mabasa 4:6 - Shona BIBLE6 naAnasi, mupristi mukuru, naKaifasi, naJohani, naArekizanda, nehama dzose dzoMupristi Mukuru, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 naAnasi, muprista mukuru, naKayafasi, naJohane, naAreksandro, nehama dzose dzomuprista mukuru, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 naAnasi, mupristi mukuru, naKaifasi, naJohani, naArekizanda, nehama dzose dzomupristi mukuru, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 naAnasi, mupristi mukuru naKaifasi naJohani naArekizanda navose vokumba yomupristi mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 naAnasi, mupristi mukuru naKaifasi naJohani naArekizanda navose vokumba yomupristi mukuru. Viz kapitola |