Mabasa 4:4 - Shona BIBLE4 Asi vazhinji kuna vakanzwa shoko vakatenda; varume vakazosvika zviuru zvinenge zvishanu pakuverengwa kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi ʋazhinji kunaʋakanzwa shoko ʋakatenda; ʋarume ʋakazoȿika ɀuru ɀineŋge ɀishanu pakuʋereŋgwa kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Asi vazhinji kuna vakanzwa shoko vakatenda; varume vakazosvika zviuru zvinenge zvishanu pakuverengwa kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi vazhinji vakanzwa shoko vakatenda. Huwandu hwavarume hwaiita zviuru zvinenge zvishanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi vazhinji vakanzwa shoko vakatenda. Huwandu hwavarume hwaiita zviuru zvinenge zvishanu. Viz kapitola |