Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 4:34 - Shona BIBLE

34 Nokuti pakanga pasina aishaiwa pakati pavo, nokuti vose vaiva neminda kana dzimba, vakazvitengesa, vakauya nomutengo wezvakatengeswa,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Nokuti pakaŋga pasinawaishaiwa pakati paʋo, nokuti ʋose ʋaiʋa neminda kana dzimba, ʋakaɀiteŋgesa, ʋakaʋuya nomuteŋgo weɀakateŋgeswa,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Nokuti pakanga pasina aishaiwa pakati pavo, nokuti vose vaiva neminda kana dzimba, vakazvitengesa, vakauya nomutengo wezvakatengeswa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Pakati pavo pakanga pasina ane chaaishaya nokuti avo vainge vaine minda kana dzimba dzavo vaizvitengesa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Pakati pavo pakanga pasina ane chaaishaya nokuti avo vainge vaine minda kana dzimba dzavo vaizvitengesa

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 4:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy