Mabasa 4:23 - Shona BIBLE23 Vakati varegedzwa, vakaenda kunovokwavo, vakandovaudza zvose zvavakanga vaudzwa navapristi vakuru navakuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋakati ʋaregedzwa, ʋakaenda kunoʋokwaʋo, ʋakandoʋaʋudza ɀose ɀaʋakaŋga ʋaʋudzwa naʋaprista ʋakuru naʋakuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Vakati varegedzwa, vakaenda kunovokwavo, vakandovaudza zvose zvavakanga vaudzwa navapristi vakuru navakuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Pavakaregedzwa vakaenda kushamwari dzavo vakavarondedzera zvavakanga vataurirwa navapristi navakuru vakuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Pavakaregedzwa vakaenda kushamwari dzavo vakavarondedzera zvavakanga vataurirwa navapristi navakuru vakuru. Viz kapitola |