Mabasa 4:1 - Shona BIBLE1 Vakati vachataura navanhu, vapristi nomukuru wetemberi navaSadhusi vakauya kwavari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ʋakati ʋacataura naʋanhu, ʋaprista nomukuru wetembere naʋaSaduse ʋakaʋuya kwaʋari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Vakati vachataura navanhu, vapristi nomukuru wetemberi navaSadhusi vakauya kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pavaitaura kuvanhu vapristi nomukuru mukuru wapaTemberi navaSadhusei vakauya pavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pavaitaura kuvanhu vapristi nomukuru mukuru wapaTemberi navaSadhusei vakauya pavari. Viz kapitola |