Mabasa 3:22 - Shona BIBLE22 Nokuti Mosesi akati, ‘Ishe, Mwari wenyu, achakumutsirai Muporofita pakati pehama dzenyu, akafanana neni; muchamuteerera pana zvose, zvaanotaura kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti Mosesi wakati: Ishe, Mŋari wenyu, ucakumutsirai Muprofita pakati pehama dzenyu, wakafanana neni; mucamuterera paɀose, ɀaanotaura kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti Mosesi akati, ‘Ishe, Mwari wenyu, achakumutsirai Muporofita pakati pehama dzenyu, akafanana neni; muchamuteerera panazvose, zvaanotaura kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mosesi akanyatsotaurawo achiti, ‘Tenzi Mwari achakumutsirai muporofita mukati mehama dzenyu sokumutsa kwaakandiita. Munofanira kumuteerera muna zvose zvaanokutaurirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mosesi akanyatsotaurawo achiti, ‘Tenzi Mwari achakumutsirai muporofita mukati mehama dzenyu sokumutsa kwaakandiita. Munofanira kumuteerera muna zvose zvaanokutaurirai. Viz kapitola |