Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 3:19 - Shona BIBLE

19 Naizvozvo tendeukai, mudzoke, kuti zvivi zvenyu zvidzimwe, kuti nguva dzokusimbiswa dzinobva kuna Ishe, dzisvike;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Naiɀoɀo tendeʋukai, mudzoke, kuti ɀiʋi ɀenyu ɀidzimŋe, kuti ŋguʋa dzokusimbiswa dzinobva kunaShe, dziȿike;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Naizvozvo tendeukai, mudzoke, kuti zvivi zvenyu zvidzimwe, kuti nguva dzokusimbiswa dzinobva kuna Ishe, dzisvike;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Nezvo pindukai mutendeuke kuti zvitadzo zvenyu zvipfudzwe kuti nguva iya yokumbofefeterwa nokuvapo kwaTenzi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Nezvo pindukai mutendeuke kuti zvitadzo zvenyu zvipfudzwe kuti nguva iya yokumbofefeterwa nokuvapo kwaTenzi,

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 3:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy