Mabasa 3:14 - Shona BIBLE14 Asi imi makaramba uyo Mutsvene, akarurama, mukakumbira kuti mupiwe muurayi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi imi makaramba uyo Mutȿene, wakarurama, mukakumbira kuti mupiwe muʋurayi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi imi makaramba uyo Mutsvene, akarurama, mukakumbira kuti mupiwe muurayi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi imi makaramba mutsvene nomururami mukakumbira kuti mupiwe mhondi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi imi makaramba mutsvene nomururami mukakumbira kuti mupiwe mhondi Viz kapitola |