Mabasa 3:13 - Shona BIBLE13 Mwari waAbhurahamu, nowaIsaka, nowaJakobho, Mwari wamadzibaba edu, ndiye akakudza Muranda wake Jesu, amakaisa kuvatongi mukaramba pamberi paPirato, iye atonga kuti asunungurwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Mŋari waAbrahama, nowaIsaka, nowaJakobo, Mŋari wamadziɓaɓa eɗu, ndiye wakakudza Muranda wake Jesu, wamakaisa kuʋatoŋgi mukamuramba pamberi paPirato, iye atoŋga kuti asunuŋgurwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Mwari waAbhurahamu, nowaIsaka, nowaJakobho, Mwari wamadzibaba edu, ndiye akakudza Muranda wake Jesu, amakaisa kuvatongi mukaramba pamberi paPirato, iye atonga kuti asunungurwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mwari waAbhurahamu naIsaki naJakobho Mwari wamadzitateguru edu akarumbidza muranda wake Jesu wamakaturira mukamuramba panaPirato paakafunga zvokumusungunura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mwari waAbhurahamu naIsaki naJakobho Mwari wamadzitateguru edu akarumbidza muranda wake Jesu wamakaturira mukamuramba panaPirato paakafunga zvokumusungunura. Viz kapitola |