Mabasa 3:10 - Shona BIBLE10 Vakamuziva, kuti ndiye aigarira zvipo pamusuwo Wakanaka wetemberi; vakakatyamara zvikuru nokushamiswa nezvaakaitirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakamuziʋa, kuti ndiye waigarira ɀipo pamukoʋa Wakanaka wetembere; ʋakakatyamara ɀikuru nokushamiswa neɀaakaitirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vakamuziva, kuti ndiye aigarira zvipo pamusuo Wakanaka wetemberi; vakakatyamara zvikuru nokushamiswa nezvaakaitirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 vakamuziva kuti ndiye uya aigaririra rubatsiro paSuorakanaka reTemberi. Vakakatyamadzwa vakanana kwazvo nezvakanga zvaitika kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 vakamuziva kuti ndiye uya aigaririra rubatsiro paSuorakanaka reTemberi. Vakakatyamadzwa vakanana kwazvo nezvakanga zvaitika kwaari. Viz kapitola |