Mabasa 28:6 - Shona BIBLE6 Ivo vakati achazvimba, kana kuwira pasi pakarepo, akafa; zvino vakati vatarira nguva refu, vakaona kuti haana kusvikirwa nenjodzi, vakashanduka voti, “Iye Mwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Iʋo ʋakati ucaɀimba, kana kuwira pasi pakarepo, akafa; ɀino ʋakati ʋatarira ŋguʋa refu, ʋakaʋona kuti haana‐kusikirwa nenjodzi, ʋakashanduka ʋoti: Iye mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ivo vakati achazvimba, kana kuwira pasi pakarepo, akafa; zvino vakati vatarira nguva refu, vakaona kuti haana kusvikirwa nenjodzi, vakashanduka voti, “Iye Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakamirira vachifunga kuti zvimwe achazvimba kana kungowira pasi achibva afa. Asi pavakamirira kwenguva yakareba pasina chakaipa chakaitika kwaari, vakasanduka vavakuti, “Ndimwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vakamirira vachifunga kuti zvimwe achazvimba kana kungowira pasi achibva afa. Asi pavakamirira kwenguva yakareba pasina chakaipa chakaitika kwaari, vakasanduka vavakuti, “Ndimwari.” Viz kapitola |