Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 28:4 - Shona BIBLE

4 Vanhu venyika iyo vakati vachiona chikara chakaremberera paruoko rwake, vakataurirana, vachiti, “Zvirokwazvo munhu uyu muurayi, nokuti kunyangwe adoponeswa hake pagungwa, Kururama hakumutenderi kuti ave mupenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ʋanhu ʋenyika iyo ʋakati ʋaciʋona cikara cakaremberera paruʋoko rwake, ʋakataurirana, ʋaciti: Ɀirokwaɀo munhu uyu muʋurayi, nokuti kunyaŋge aɗoponeswa hake paguŋgwa, Kururama hakumutenderi kuti aʋe mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Vanhu venyika iyo vakati vachiona chikara chakaremberera paruoko rwake, vakataurirana, vachiti, “Zvirokwazvo munhu uyu muurayi, nokuti kunyange adoponeswa hake pagungwa, Kururama hakumutenderi kuti ave mupenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vagari vomo pavakaona chipuka ichi, chakarembera paruoko rwake vakataurirana vachiti, “Zvechokwadi munhu uyu imhondi chaiyo. Nyange zvake apunyuka mugungwa. Nyakururama waramba kuti ararame.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vagari vomo pavakaona chipuka ichi, chakarembera paruoko rwake vakataurirana vachiti, “Zvechokwadi munhu uyu imhondi chaiyo. Nyange zvake apunyuka mugungwa. Nyakururama waramba kuti ararame.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 28:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy