Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 28:27 - Shona BIBLE

27 Nokuti mwoyo yavanhu ava yava mikukutu, Nzeve dzavo hadzinzwi zvakanaka, Vakatsinzina meso avo; Kuti varege kutongoona nameso avo, Nokunzwa nenzeve dzavo, Nokunzwisisa nemwoyo yavo, Vatendeuke, Ndivaporese.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Nokuti mŋoyo yaʋanhu aʋa yaʋa mikukutu, Nzeʋe dzaʋo hadzinzwi ɀakanaka, Ʋakatsinzina meso aʋo; Kuti ʋarege kutoŋgoʋona nameso aʋo, Nokunzwa nenzeʋe dzaʋo, Nokunzwisisa nemŋoyo yaʋo, Ʋatendeʋuke, Ndiʋaporese.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Nokuti mwoyo yavanhu ava yava mikukutu, Nzeve dzavo hadzinzwi zvakanaka, Vakatsinzina meso avo; Kuti varege kutongoona nameso avo, Nokunzwa nenzeve dzavo, Nokunzwisisa nemwoyo yavo, Vatendeuke, Ndivaporese.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Nokuti mwoyo yavanhu ava indambakurairwa, nzeve dzavo kunzwa hadzichanzwi; maziso avo vakazarira kuti zvimwe vangadaro vakaona namaziso avo vachinzwa nenzeve dzavo uye vakanzwisisa nemwoyo yavo vakapindukira kwandiri ini ndikavaponesa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mabasa 28:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy