Mabasa 28:23 - Shona BIBLE23 Zvino vakati vamutarira zuva, vakauya kwaari vari vazhinji, kwaakanga agere, akavadudzira, achivapupurira kwazvo ushe hwaMwari, akavagombedzera pamusoro paJesu, nomurairo waMosesi navaporofita, kubva mangwanani kusvikira madekwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ʋakati ʋamutarira zuʋa, ʋakaʋuya kwaari ʋari ʋazhinji, kwaakaŋga agere, akaʋaɗudzira, aciʋapupurira kwaɀo ʋushe bgaMŋari, akaʋagombedzera pamsoro paJesu, nomurairo waMosesi naʋaprofita, kubva maŋgwanani kuȿikira maɗekwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino vakati vamutarira zuva, vakauya kwaari vari vazhinji, kwaakanga agere, akavadudzira, achivapupurira kwazvo ushe hwaMwari, akavagombedzera pamusoro paJesu, nomurayiro waMosesi navaporofita, kubva mangwanani kusvikira madekwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vakaronga zuva rokusangana naye, vakazouya paaigara vakawanda kwazvo iye akavarondedzera nyaya iyoyi kubva mangwanani kusvikira mauro achipa uchapupu kuhumambo hwaMwari achiedza kuti vabvume nezvaJesu sokunyorwa kwazvakaitwa mumutemo waMosesi navaporofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vakaronga zuva rokusangana naye, vakazouya paaigara vakawanda kwazvo iye akavarondedzera nyaya iyoyi kubva mangwanani kusvikira mauro achipa uchapupu kuhumambo hwaMwari achiedza kuti vabvume nezvaJesu sokunyorwa kwazvakaitwa mumutemo waMosesi navaporofita. Viz kapitola |