Mabasa 28:22 - Shona BIBLE22 Asi tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga; nokuti kana iri dzidziso iyi, tinoziva kuti inorambwa kwose–kwose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi tinoɗa kunzwa kwauri ɀaunofuŋga; nokuti kana iri dzidziso iyi, tinoziʋa kuti inorambga kwose‐kwose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga; nokuti kana iri dzidziso iyi, tinoziva kuti inorambwa kwose-kwose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi isu tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga nokuti zvekabato aka, tinoziva kuti kose kose vanhu vanotaura zvakaipa nezvako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi isu tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga nokuti zvekabato aka, tinoziva kuti kose kose vanhu vanotaura zvakaipa nezvako.” Viz kapitola |