Mabasa 28:20 - Shona BIBLE20 Zvino ndakakudanai pamusoro pemhosva iyi, kuti ndikuonei, nditaurirane nemi, nokuti ndakasungwa nengetani iyi nokuda kwetariro yaVaIsiraeri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino ndakakuɗanai pamsoro pemhoȿa iyi, kuti ndikuʋonei, nditaurirane nemi, nokuti ndakasuŋgwa neketani iri nokuɗa kwetariro yaʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino ndakakudanai pamusoro pemhosva iyi, kuti ndikuonei, nditaurirane nemi, nokuti ndakasungwa nengetani iyi nokuda kwetariro yavaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ndicho chikonzero chaita kuti ndikumbire kukuonai uye kuti nditaure nemi pamusana pokuti ndakasungwa necheni idzi nokuda kwechitarisiro cheIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ndicho chikonzero chaita kuti ndikumbire kukuonai uye kuti nditaure nemi pamusana pokuti ndakasungwa necheni idzi nokuda kwechitarisiro cheIsiraeri.” Viz kapitola |