Mabasa 28:19 - Shona BIBLE19 Asi vaJudha vakaramba, ndikarovererwa kuzviisa kuna Kesari; kusi kuti ndaiva nechinhu chokupomera rudzi rwangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Asi ʋaJuda ʋakaramba, ndikaroʋererwa kuɀiisa kunaKesari; kusi kuti ndaiʋa necinhu cokupomera rudzi rwaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Asi vaJudha vakaramba, ndikarovererwa kuzviisa kuna Kesari; kusi kuti ndaiva nechinhu chokupomera rudzi rwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 VaJudha vakapokana nazvo zvikandimanikidza kukumbira kusvitsa nyaya iyi kuna Siza kunyange ndakanga ndisina mhosva yokukwirira rudzi rwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 VaJudha vakapokana nazvo zvikandimanikidza kukumbira kusvitsa nyaya iyi kuna Siza kunyange ndakanga ndisina mhosva yokukwirira rudzi rwangu. Viz kapitola |