Mabasa 28:18 - Shona BIBLE18 ivo, vakati vandibvunzisisa, vakada kundisunungura, nokuti pakanga pasina mhosva yorufu kwandiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 iʋo, ʋakati ʋandibvunzisisa, ʋakaɗa kundisunuŋgura, nokuti pakaŋga pasinemhoȿa yorufu kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 ivo, vakati vandibvunzisisa, vakada kundisunungura, nokuti pakanga pasina mhosva yorufu kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pavakandiongorora vakada kundisunungura nokuti ndakanga ndisina mhosva inokodzera rufu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Pavakandiongorora vakada kundisunungura nokuti ndakanga ndisina mhosva inokodzera rufu. Viz kapitola |