Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 28:17 - Shona BIBLE

17 Mazuva matatu akati apfuura, akakokera avo, vakanga vari vakuru vavaJudha. Vakati vaungana, akati kwavari, “Varume, hama, ini kunyangwe ndisina kuita chinhu chakatadzira vanhu, kana tsika dzamadzibaba edu, ndakabva Jerusaremu ndakasungwa, ndaiswa pamaoko avaRoma;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Mazuʋa matatu akati apfuʋura, akakokera aʋo, ʋakaŋga ʋari ʋakuru ʋaʋaJuda. Ʋakati ʋaʋuŋgana, akati kwaʋari: Ʋarume, hama, ini kunyaŋge ndisina‐kuita cinhu cakatadzira ʋanhu, kana tsika dzamadziɓaɓa eɗu, ndakabva Jerusarema ndakasuŋgwa, ndaiswa pamaʋoko aʋaRoma;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Mazuva matatu akati apfuura, akakokera avo, vakanga vari vakuru vavaJudha. Vakati vaungana, akati kwavari, “Varume, hama, ini kunyange ndisina kuita chinhu chakatadzira vanhu, kana tsika dzamadzibaba edu, ndakabva Jerusaremu ndakasungwa, ndaiswa pamaoko avaRoma;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Kuzoti kwapera mazuva matatu zvakaitika kuti Pauro akakoka vakuru vakuru vavaJudha. Pavakanga vaungana akati kwavari, “Varume hama, kunyange zvangu pasina chakaipa chandakaita kuvanhu kana kutsika dzamadzitateguru edu asi ndakasungwa kuJerusaremu ndikaiswa mumaoko avaRoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mabasa 28:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy