Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 28:15 - Shona BIBLE

15 Zvino hama dzakati dzatinzwa, dzikabvapo, dzikauya kuzotichingamidza, dzikasvika Apio Foro napaTabherini Nhatu; Pauro akati adziona idzo, akavonga Mwari, akatsunga mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino hama dzakati dzatinzwa, dzikabva’po, dzikaʋuya kuzoticiŋgamidza, dzikaȿika Apio Foro napaTaberne Nhatu; Pauro akati adziʋona idzo, akaʋoŋga Mŋari, akatsuŋga mŋoyo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino hama dzakati dzatinzwa, dzikabvapo, dzikauya kuzotichingamidza, dzikasvika Apio Foro napaTabherini Nhatu; Pauro akati adziona idzo, akavonga Mwari, akatsunga mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ikoko, vehama pavakanzwa nezvedu vakauya zvokutosvika kumusika weApia nokunzvimbo yainzi Hoteranhatu kuzotichingura. Pauro paakavaona akatenda Mwari akabva atsunga mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ikoko, vehama pavakanzwa nezvedu vakauya zvokutosvika kumusika weApia nokunzvimbo yainzi Hoteranhatu kuzotichingura. Pauro paakavaona akatenda Mwari akabva atsunga mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 28:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy