Mabasa 28:14 - Shona BIBLE14 tikawanapo hama, dzakakumbira zvikuru kuti tigare nadzo mazuva manomwe; naizvozvo tikasvika Roma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 tikawana’po hama, dzakakumbira ɀikuru kuti tigare nadzo mazuʋa manomŋe; naiɀoɀo tikaȿika Roma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 tikawanapo hama, dzakakumbira zvikuru kuti tigare nadzo mazuva manomwe; naizvozvo tikasvika Roma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ikoko takawana vehama tikakokwa kuti tigare navo kwamazuva manomwe. Ndiwo masvikiro atakaita kuRoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ikoko takawana vehama tikakokwa kuti tigare navo kwamazuva manomwe. Ndiwo masvikiro atakaita kuRoma. Viz kapitola |