Mabasa 28:10 - Shona BIBLE10 Vakatikudza nokukudza kukuru; tichizoenda, vakaisa pachikepe zvinhu zvatakanga tichishayiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakatikudza nokukudza kukuru; ticizoenda, ʋakaisa pacikepe ɀinhu ɀatakaŋga ticishaiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vakatikudza nokukudza kukuru; tichizoenda, vakaisa pachikepe zvinhu zvatakanga tichishayiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakatiremekedza nenzira dzakawanda uye patakanga tava kuda kutangisa kuenda nechikepe vakatiisira muchikepe zvinhu zvokutiraramisa nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakatiremekedza nenzira dzakawanda uye patakanga tava kuda kutangisa kuenda nechikepe vakatiisira muchikepe zvinhu zvokutiraramisa nazvo. Viz kapitola |