Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:7 - Shona BIBLE

7 Zvino takanatsofamba mazuva mazhinji, tikasvika pakatarisana neKinidhusi tichitambudzika, mhepo zvayakanga isingatitenderi kufamba, tikapfuura nenyasi kweKiriti, pakatarisana neSarimoni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino takanatsofamba mazuʋa mazhinji, tikaȿika pakatarisana neKinido ticitambudzika, mhepo ɀayakaŋga isiŋgatitenderi kufamba, tikapfuʋura nenyasi kweKrita, pakatarisana neSarmoni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino takanatsofamba mazuva mazhinji, tikasvika pakatarisana neKinidho tichitambudzika, mhepo zvayakanga isingatitenderi kufamba, tikapfuura nenyasi kweKiriti, pakatarisana neSarimoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Takafamba nechikepe zvishoma nezvishoma mazuva akati kuti tikasvika, kuKinidhosi zvokutovavarira. Mhepo zvaisina kutibvumira kuenderera mberi, takatofamba tiri kunoenda mhepo kweKiriti tiri pedyo neSarimoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Takafamba nechikepe zvishoma nezvishoma mazuva akati kuti tikasvika, kuKinidhosi zvokutovavarira. Mhepo zvaisina kutibvumira kuenderera mberi, takatofamba tiri kunoenda mhepo kweKiriti tiri pedyo neSarimoni.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy