Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:43 - Shona BIBLE

43 Asi mukuru wezana akada kuponesa Pauro, akavadzivisa zvavakanga vachida kuita; akarayira kuti vanogona kushambira, vatange kuzviwisira mumvura, vabude kunyika;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Asi mukuru wezana wakaɗa kuponesa Pauro, akaʋadziʋisa ɀaʋakaŋga ʋaciɗa kuita; akaraira kuti ʋanogona kushambira, ʋataŋge kuɀiwisira mumʋura, ʋaɓuɗe kunyika;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Asi mukuru wezana akada kuponesa Pauro, akavadzivisa zvavakanga vachida kuita; akarayira kuti vanogona kushambira, vatange kuzviwisira mumvura, vabude kunyika;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Asi mutungamiri wezana, pamusana pokuda kuponesa Pauro, akarambidza kuita zvavainge vafunga. Akati avo vanokwanisa kushambira vatange ndivo kusvetukira panze vagoshambira vachienda kunyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Asi mutungamiri wezana, pamusana pokuda kuponesa Pauro, akarambidza kuita zvavainge vafunga. Akati avo vanokwanisa kushambira vatange ndivo kusvetukira panze vagoshambira vachienda kunyika.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:43

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy