Mabasa 27:42 - Shona BIBLE42 Zvino varwi vakati zviri nani kuti vasungwa vauraiwe, kuti vamwe varege kutiza vachishambira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ɀino ʋarwi ʋakati ɀirinani kuti ʋasuŋgwa ʋaʋurawe, kuti ʋamŋe ʋarege kutiza ʋacishambira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Zvino varwi vakati zviri nani kuti vasungwa vaurawe, kuti vamwe varege kutiza vachishambira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Pfungwa yamasoja yakanga yava yokuti vauraye vasungwa vose kuti varege kushambira vagotiza nokupunyuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Pfungwa yamasoja yakanga yava yokuti vauraye vasungwa vose kuti varege kushambira vagotiza nokupunyuka. Viz kapitola |